Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 77

40:77
فَٱصۡبِرۡ إِنَّ وَعۡدَ ٱللَّهِ حَقّٞۚ فَإِمَّا نُرِيَنَّكَ بَعۡضَ ٱلَّذِي نَعِدُهُمۡ أَوۡ نَتَوَفَّيَنَّكَ فَإِلَيۡنَا يُرۡجَعُونَ ٧٧
Saka tsungirira (Muhammad (SAW)); zvirokwazvo, vimbiso yaAllah ndeye chokwadi. Uye kunyange tikakuratidza (Muhammad (SAW)) zvimwe zvezvatakavavimbisa, kana kuti tikakuita kuti ufe naizvozvo kwatiri vachava vanodzorerwa.

Changelog