Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ghafir — Ayah 78

40:78
وَلَقَدۡ أَرۡسَلۡنَا رُسُلٗا مِّن قَبۡلِكَ مِنۡهُم مَّن قَصَصۡنَا عَلَيۡكَ وَمِنۡهُم مَّن لَّمۡ نَقۡصُصۡ عَلَيۡكَۗ وَمَا كَانَ لِرَسُولٍ أَن يَأۡتِيَ بِـَٔايَةٍ إِلَّا بِإِذۡنِ ٱللَّهِۚ فَإِذَا جَآءَ أَمۡرُ ٱللَّهِ قُضِيَ بِٱلۡحَقِّ وَخَسِرَ هُنَالِكَ ٱلۡمُبۡطِلُونَ ٧٨
Uye zvirokwazvo takatumira vatumwa mushure mako (Muhammad (SAW)), vamwe vavo takave tinokuudza nhaurwa (nyaya) dzavo. Uye vamwe vavo hatina kuva tinokuudza nhaurwa (nyaya) dzavo, uye hazvina kuva zvinopihwa mutumwa upi zvake kuti ave anoburitsa chiratidzo kunze kwekuda kwaAllah. Asi kana murairo (mutongo) waAllah wauya, nyaya ichatongwa muchokwadi, uye vateveri vemanyepo vachava vanorasikirwa (nezvinhu zvose).

Changelog