Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 22

42:22
تَرَى ٱلظَّٰلِمِينَ مُشۡفِقِينَ مِمَّا كَسَبُواْ وَهُوَ وَاقِعُۢ بِهِمۡۗ وَٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ فِي رَوۡضَاتِ ٱلۡجَنَّاتِۖ لَهُم مَّا يَشَآءُونَ عِندَ رَبِّهِمۡۚ ذَٰلِكَ هُوَ ٱلۡفَضۡلُ ٱلۡكَبِيرُ ٢٢
Uchaona (pazuva rekutongwa) vatadzi vachitya zvavakawana, uye marwadzo achava anovawira. Uye avo vanotenda (muIslaam) nekuita mabasa akanaka, vachange vari mumapindu emuParadhiso. Vachange vaine zvose zvavanoshuvira kuna Tenzi vavo. Iwawo ndiwo makomborero makuru (Paradhiso).

Changelog