Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 23

42:23
ذَٰلِكَ ٱلَّذِي يُبَشِّرُ ٱللَّهُ عِبَادَهُ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِۗ قُل لَّآ أَسۡـَٔلُكُمۡ عَلَيۡهِ أَجۡرًا إِلَّا ٱلۡمَوَدَّةَ فِي ٱلۡقُرۡبَىٰۗ وَمَن يَقۡتَرِفۡ حَسَنَةٗ نَّزِدۡ لَهُۥ فِيهَا حُسۡنًاۚ إِنَّ ٱللَّهَ غَفُورٞ شَكُورٌ ٢٣
Iyo ndiyo Paradhiso iyo Allah vanopa mashoko akanaka kuvaranda vavo vanotenda nekuita mabasa akanaka. Iti (Muhammad (SAW)): “Handisi kukukumbirai mubairo pazviri kusara kwetsitsi dzenyu kwandiri neukama hwangu nemi.” Uye uyo anowana basa rakanaka tichava tinomuwedzera zvakanaka. Zvirokwazvo, Allah ndivo muregereri, mutendi (anotenda mabasa akanaka anoitwa neavo vanomuteerera).

Changelog