Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 24

42:24
أَمۡ يَقُولُونَ ٱفۡتَرَىٰ عَلَى ٱللَّهِ كَذِبٗاۖ فَإِن يَشَإِ ٱللَّهُ يَخۡتِمۡ عَلَىٰ قَلۡبِكَۗ وَيَمۡحُ ٱللَّهُ ٱلۡبَٰطِلَ وَيُحِقُّ ٱلۡحَقَّ بِكَلِمَٰتِهِۦٓۚ إِنَّهُۥ عَلِيمُۢ بِذَاتِ ٱلصُّدُورِ ٢٤
Kana kuti vari kuti: “Akagadzira manyepo pamusoro paAllah?” Kana Allah vaida, vangadai vakavhara moyo wako (kuti ukanganwe Qur’aan rese). Uye vanodzima manyepo nekubuditsa chokwadi pachena neshoko ravo (Qur’aan). Zvirokwazvo, (Allah) vanoziva zvese zviri mumatundundu.

Changelog