Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 47

42:47
ٱسۡتَجِيبُواْ لِرَبِّكُم مِّن قَبۡلِ أَن يَأۡتِيَ يَوۡمٞ لَّا مَرَدَّ لَهُۥ مِنَ ٱللَّهِۚ مَا لَكُم مِّن مَّلۡجَإٖ يَوۡمَئِذٖ وَمَا لَكُم مِّن نَّكِيرٖ ٤٧
Dairai kudana kwaTenzi venyu (Tambirai Islaam imi vanhu nemaJinn) kusati kwasvika kubva kuna Allah zuva iro risingakwanisiki kutiza (zuva rekutongwa). Muchange musina kwekutizira zuva iri uye hamuzokwanisi kuramba (mhosva dzenyu nekuti dzakanyorwa mumabhuku emabasa enyu).

Changelog