Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Ash-Shuraa — Ayah 48

42:48
فَإِنۡ أَعۡرَضُواْ فَمَآ أَرۡسَلۡنَٰكَ عَلَيۡهِمۡ حَفِيظًاۖ إِنۡ عَلَيۡكَ إِلَّا ٱلۡبَلَٰغُۗ وَإِنَّآ إِذَآ أَذَقۡنَا ٱلۡإِنسَٰنَ مِنَّا رَحۡمَةٗ فَرِحَ بِهَاۖ وَإِن تُصِبۡهُمۡ سَيِّئَةُۢ بِمَا قَدَّمَتۡ أَيۡدِيهِمۡ فَإِنَّ ٱلۡإِنسَٰنَ كَفُورٞ ٤٨
Asi kana vachinge vafuratira (Iwe Muhammad (SAW)), (ziva kuti) hatina kukutumira kwavari semuchengetedzi. Basa rako nderekusvitsa shoko. Uye zvirokwazvo kana tichinge taita kuti munhu aravire tsitsi dzedu kubva kwatiri anofadzwa nazvo; asi kana chakaipa chikamuwira nekuda kwemabasa akaitwa nemaoko avo, naizvozvo zvirokwazvo munhu haatendi!

Changelog