Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zukhruf — Ayah 28

43:28
وَجَعَلَهَا كَلِمَةَۢ بَاقِيَةٗ فِي عَقِبِهِۦ لَعَلَّهُمۡ يَرۡجِعُونَ ٢٨
Uye akariita shoko (Laa ilaaha illallaah (Hapana chimwe chinhu chine kodzero yekunamatwa kunze kwaAllah)) rinogara muvana vake, uye kuti zvimwe vangadzoke (kuna Allah kana kuwana yambiro).

Changelog