Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Az-Zukhruf — Ayah 29

43:29
بَلۡ مَتَّعۡتُ هَٰٓؤُلَآءِ وَءَابَآءَهُمۡ حَتَّىٰ جَآءَهُمُ ٱلۡحَقُّ وَرَسُولٞ مُّبِينٞ ٢٩
Asi ndakapa (zvakanaka zvehupenyu hwuno) kune ava (vasingatendi) nemadzibaba avo kuti vafare, kusvikira chokwadi chauya kwavari (Qur’aan), nemutumwa (Muhammad (SAW)) ari pachena (anoburitsa zvinhu zvese pachena).

Changelog