Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Jathiyah — Ayah 4

45:4
وَفِي خَلۡقِكُمۡ وَمَا يَبُثُّ مِن دَآبَّةٍ ءَايَٰتٞ لِّقَوۡمٖ يُوقِنُونَ ٤
Uye mukusikwa kwenyu, neizvo zvavakapararira (Panyika) kubva kuzvisikwa zvinofamba (mhuka) mune zviratidzo kuvanhu vanotenda zvechokwadi.

Changelog