Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Jathiyah — Ayah 5

45:5
وَٱخۡتِلَٰفِ ٱلَّيۡلِ وَٱلنَّهَارِ وَمَآ أَنزَلَ ٱللَّهُ مِنَ ٱلسَّمَآءِ مِن رِّزۡقٖ فَأَحۡيَا بِهِ ٱلۡأَرۡضَ بَعۡدَ مَوۡتِهَا وَتَصۡرِيفِ ٱلرِّيَٰحِ ءَايَٰتٞ لِّقَوۡمٖ يَعۡقِلُونَ ٥
Uye mukutenderera kweusiku nemasikati, neizvo Allah zvavanopa seraramo (mvura) kubva kudenga, vopa nayo nyika upenyu mushure mekunge isina upenyu, uye kuvhuvhuta kunoita mhepo, zviratidzo kuvanhu vanonzwisisa.

Changelog