Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Fath — Ayah 25

48:25
هُمُ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ وَصَدُّوكُمۡ عَنِ ٱلۡمَسۡجِدِ ٱلۡحَرَامِ وَٱلۡهَدۡيَ مَعۡكُوفًا أَن يَبۡلُغَ مَحِلَّهُۥۚ وَلَوۡلَا رِجَالٞ مُّؤۡمِنُونَ وَنِسَآءٞ مُّؤۡمِنَٰتٞ لَّمۡ تَعۡلَمُوهُمۡ أَن تَطَـُٔوهُمۡ فَتُصِيبَكُم مِّنۡهُم مَّعَرَّةُۢ بِغَيۡرِ عِلۡمٖۖ لِّيُدۡخِلَ ٱللَّهُ فِي رَحۡمَتِهِۦ مَن يَشَآءُۚ لَوۡ تَزَيَّلُواْ لَعَذَّبۡنَا ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ مِنۡهُمۡ عَذَابًا أَلِيمًا ٢٥
Ndivo vasina kutenda (muIslaam) uye vakakudzivirirai kubva ku Al-Masjid Al-Haraam (kuMakkah), apo zvipiro zvakatadziswa kusvika panzvimbo yazvo yekuurairwa. Uye dai pakanga pasina varume nevakadzi vanotenda avo makange musingazivi, maivauraya, nokudaro maiita chitadzo musingazvizivi, kuti Allah vapinze mutsitsi dzavo uyo wavanoda. Dai (vatendi ne vasingatendi) vaiva kure nakure, tingadai takatonga avo vasina kutenda kubva pakati pavo nemutongo unorwadza.

Changelog