Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Fath — Ayah 26

48:26
إِذۡ جَعَلَ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْ فِي قُلُوبِهِمُ ٱلۡحَمِيَّةَ حَمِيَّةَ ٱلۡجَٰهِلِيَّةِ فَأَنزَلَ ٱللَّهُ سَكِينَتَهُۥ عَلَىٰ رَسُولِهِۦ وَعَلَى ٱلۡمُؤۡمِنِينَ وَأَلۡزَمَهُمۡ كَلِمَةَ ٱلتَّقۡوَىٰ وَكَانُوٓاْ أَحَقَّ بِهَا وَأَهۡلَهَاۚ وَكَانَ ٱللَّهُ بِكُلِّ شَيۡءٍ عَلِيمٗا ٢٦
Apo vasingatendi vakaisa mumoyo yavo kuzvitutumadza nekuramba, kuzvitutumadza nekuramba kwemazuva ekusaziva, asi Allah vakadzikisa runyararo kumutumwa wavo (Muhammad (SAW)) nevatendi avo vakaita kuti vachengetedze izwi reTaqwa (Kuti hapana chimwe chinhu chinofanirwa kunamatwa kunze kwaAllah), uye rakange rakavakodzera uye ndivo varidzi varwo. Uye Allah ndivo vanoziva zvose.

Changelog