Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Fath — Ayah 28

48:28
هُوَ ٱلَّذِيٓ أَرۡسَلَ رَسُولَهُۥ بِٱلۡهُدَىٰ وَدِينِ ٱلۡحَقِّ لِيُظۡهِرَهُۥ عَلَى ٱلدِّينِ كُلِّهِۦۚ وَكَفَىٰ بِٱللَّهِ شَهِيدٗا ٢٨
Ndivo vakatuma mutumwa wavo (Muhammad (SAW)) nechengetedzo uye chitendero chechokwadi (Islaam), kuti chogova pamusoro pezvitendero zvose. Uye Allah ndivo chete vakakwana kuva chapupu.

Changelog