Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Fath — Ayah 29

48:29
مُّحَمَّدٞ رَّسُولُ ٱللَّهِۚ وَٱلَّذِينَ مَعَهُۥٓ أَشِدَّآءُ عَلَى ٱلۡكُفَّارِ رُحَمَآءُ بَيۡنَهُمۡۖ تَرَىٰهُمۡ رُكَّعٗا سُجَّدٗا يَبۡتَغُونَ فَضۡلٗا مِّنَ ٱللَّهِ وَرِضۡوَٰنٗاۖ سِيمَاهُمۡ فِي وُجُوهِهِم مِّنۡ أَثَرِ ٱلسُّجُودِۚ ذَٰلِكَ مَثَلُهُمۡ فِي ٱلتَّوۡرَىٰةِۚ وَمَثَلُهُمۡ فِي ٱلۡإِنجِيلِ كَزَرۡعٍ أَخۡرَجَ شَطۡـَٔهُۥ فَـَٔازَرَهُۥ فَٱسۡتَغۡلَظَ فَٱسۡتَوَىٰ عَلَىٰ سُوقِهِۦ يُعۡجِبُ ٱلزُّرَّاعَ لِيَغِيظَ بِهِمُ ٱلۡكُفَّارَۗ وَعَدَ ٱللَّهُ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ مِنۡهُم مَّغۡفِرَةٗ وَأَجۡرًا عَظِيمَۢا ٢٩
Muhammad (SAW) mutumwa waAllah. Uye avo vanaye vakasimba moyo vakanangana nevasingatendi, uye ivo vane tsitsi pachavo. Unovaona vachipfugama (vachinamata) vachizvininipisa, vachikumbira nyasha nemufaro waAllah. Zviratidzo zvavo (zvekutenda) zviri pazviso zvavo nokuda kwekupfugama (vachinamata). Ndiyo tsananguro yavo muTorah. Asi tsananguro yavo muInjeel (Vhangeri) iri sekumera kunoita mbesa yobva yareba yobva yatwasuka yakasimba padzinde ichinakidza vadyari, kuti vatyise maKuffaar (vasingatendi) navo. Allah vakavimbisa avo vanotenda mukati mavo uye vachiita mabasa akanaka, ruregerero nemubairo mukuru (Paradhiso).

Changelog