Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hujurat — Ayah 11

49:11
يَٰٓأَيُّهَا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ لَا يَسۡخَرۡ قَوۡمٞ مِّن قَوۡمٍ عَسَىٰٓ أَن يَكُونُواْ خَيۡرٗا مِّنۡهُمۡ وَلَا نِسَآءٞ مِّن نِّسَآءٍ عَسَىٰٓ أَن يَكُنَّ خَيۡرٗا مِّنۡهُنَّۖ وَلَا تَلۡمِزُوٓاْ أَنفُسَكُمۡ وَلَا تَنَابَزُواْ بِٱلۡأَلۡقَٰبِۖ بِئۡسَ ٱلِٱسۡمُ ٱلۡفُسُوقُ بَعۡدَ ٱلۡإِيمَٰنِۚ وَمَن لَّمۡ يَتُبۡ فَأُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلظَّٰلِمُونَ ١١
Imi vatendi! Itai kuti rimwe bato risaseke rimwe bato, nokuda kwekuti rimwe bato rinogona rakanaka kupfuura rimwe. Kana kusiya vanhukadzi vachiseka vamwe vakadzi, nokuti vechipiri vanogona vari nani kupfuura vekutanga. Uye musapomerane zvakaipa muchinyepa kana kusheedzana nemazita ekunemerana (akaipa). Zvakaipa sei kutuka mukoma wako mushure mokutenda. Uye upi neupi asingakumbiri ruregerero, zvirokwazvo ndivo vatadzi vakuru.

Changelog