Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hujurat — Ayah 12

49:12
يَٰٓأَيُّهَا ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ ٱجۡتَنِبُواْ كَثِيرٗا مِّنَ ٱلظَّنِّ إِنَّ بَعۡضَ ٱلظَّنِّ إِثۡمٞۖ وَلَا تَجَسَّسُواْ وَلَا يَغۡتَب بَّعۡضُكُم بَعۡضًاۚ أَيُحِبُّ أَحَدُكُمۡ أَن يَأۡكُلَ لَحۡمَ أَخِيهِ مَيۡتٗا فَكَرِهۡتُمُوهُۚ وَٱتَّقُواْ ٱللَّهَۚ إِنَّ ٱللَّهَ تَوَّابٞ رَّحِيمٞ ١٢
Imi vatendi! Musava munofungidzira zvakanyanya, zvirokwazvo kumwe kufungidzira chitadzo. Uye musatsvaga tsvaga nyaya dzevamwe, uye musanyeyana. Umwe wenyu angada here kudya nyama yeumwe wake akafa? Munozvivenga (nokudaro vengai kunyeyana). Ivai munotya Allah. Zvirokwazvo, Allah ndivo vanoregerera, uye vanotambira kukumbira ruregerero, uye vane tsitsi zhinji.

Changelog