Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

A translation of every ayah of the Quran in Shona.

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hujurat — Ayah 13

49:13
يَٰٓأَيُّهَا ٱلنَّاسُ إِنَّا خَلَقۡنَٰكُم مِّن ذَكَرٖ وَأُنثَىٰ وَجَعَلۡنَٰكُمۡ شُعُوبٗا وَقَبَآئِلَ لِتَعَارَفُوٓاْۚ إِنَّ أَكۡرَمَكُمۡ عِندَ ٱللَّهِ أَتۡقَىٰكُمۡۚ إِنَّ ٱللَّهَ عَلِيمٌ خَبِيرٞ ١٣
Imi vanhu! Takakusikai kubva kumunhurume nemunhukadzi, uye tikakuitai marudzi nemhuri dzakasiyana kuti imi mugozivana. Zvirokwazvo, uyo anoremekedzeka pakati penyu pamberi paAllah ndeuyo pakati penyu anovatya (Allah) zvakanyanya. Zvirokwazvo, Allah ndivo vanoziva zvose.

Changelog