Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hadid — Ayah 10

57:10
وَمَا لَكُمۡ أَلَّا تُنفِقُواْ فِي سَبِيلِ ٱللَّهِ وَلِلَّهِ مِيرَٰثُ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِۚ لَا يَسۡتَوِي مِنكُم مَّنۡ أَنفَقَ مِن قَبۡلِ ٱلۡفَتۡحِ وَقَٰتَلَۚ أُوْلَٰٓئِكَ أَعۡظَمُ دَرَجَةٗ مِّنَ ٱلَّذِينَ أَنفَقُواْ مِنۢ بَعۡدُ وَقَٰتَلُواْۚ وَكُلّٗا وَعَدَ ٱللَّهُ ٱلۡحُسۡنَىٰۚ وَٱللَّهُ بِمَا تَعۡمَلُونَ خَبِيرٞ ١٠
Uye chii chinonetsa kwamuri kuti hamupi (hupfumi hwenyu) munzira yaAllah? Uye kuna Allah ndiko kune nhaka yekumatenga uye nepanyika. Vasina kufanana pakati penyu ndeavo vakapa vasati vabudirira (kutora Makkah) uye vakarwa (neavo vakaita kudaro mushure). Vanhu vakadaro vane zvinzvimbo zvepamusoro kudarika avo vakashandisa (hupfumi) mushure uye vakarwa. Asi kune vose, Allah vakavimbisa zvakanaka. Uye Allah vanoziva zvose zvamunoita.

Changelog