Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hadid — Ayah 9

57:9
هُوَ ٱلَّذِي يُنَزِّلُ عَلَىٰ عَبۡدِهِۦٓ ءَايَٰتِۭ بَيِّنَٰتٖ لِّيُخۡرِجَكُم مِّنَ ٱلظُّلُمَٰتِ إِلَى ٱلنُّورِۚ وَإِنَّ ٱللَّهَ بِكُمۡ لَرَءُوفٞ رَّحِيمٞ ٩
Ndivo vanodzikisa kune muranda wavo (Muhammad (SAW)) zviratidzo zviri pachena kuti vakuburitsei murima muchienda kuchaedza. Uye Allah vane chido nemi, uye tsitsi.

Changelog