Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hadid — Ayah 15

57:15
فَٱلۡيَوۡمَ لَا يُؤۡخَذُ مِنكُمۡ فِدۡيَةٞ وَلَا مِنَ ٱلَّذِينَ كَفَرُواْۚ مَأۡوَىٰكُمُ ٱلنَّارُۖ هِيَ مَوۡلَىٰكُمۡۖ وَبِئۡسَ ٱلۡمَصِيرُ ١٥
Naizvozvo, zuva ranhasi hapana mubhadharo uchatorwa kwamuri (vanyengedzi), kunyangwe kubva kune avo vasingatendi (muIslaam). Nzvimbo yenyu imoto (weGehena). Ndiyo nzvimbo yenyu chaiyo. Uye zvirokwazvo ndiwo magumo akashata.

Changelog