Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hadid — Ayah 16

57:16
۞ أَلَمۡ يَأۡنِ لِلَّذِينَ ءَامَنُوٓاْ أَن تَخۡشَعَ قُلُوبُهُمۡ لِذِكۡرِ ٱللَّهِ وَمَا نَزَلَ مِنَ ٱلۡحَقِّ وَلَا يَكُونُواْ كَٱلَّذِينَ أُوتُواْ ٱلۡكِتَٰبَ مِن قَبۡلُ فَطَالَ عَلَيۡهِمُ ٱلۡأَمَدُ فَقَسَتۡ قُلُوبُهُمۡۖ وَكَثِيرٞ مِّنۡهُمۡ فَٰسِقُونَ ١٦
Haina kusvika here nguva kune avo vanotenda (muIslaam) kuti vabatikane moyo yavo nerangaridzo yaAllah (Qur’aan), uye nechokwadi chakadzikiswa, kuti vasazoita seavo vakapiwa Bhuku (Torah neVhangeri) mushure. Naizvozvo nguva ikarebeswa kwavari ndokubva moyo yavo yaomeswa? Asi vakawanda vavo vapanduki (havanzwisisi).

Changelog