Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hadid — Ayah 24

57:24
ٱلَّذِينَ يَبۡخَلُونَ وَيَأۡمُرُونَ ٱلنَّاسَ بِٱلۡبُخۡلِۗ وَمَن يَتَوَلَّ فَإِنَّ ٱللَّهَ هُوَ ٱلۡغَنِيُّ ٱلۡحَمِيدُ ٢٤
Avo vakaomera uye vachikurudzira vanhu kuti vachiomera (Allah havadi zvipo zvavo). Uye uyo anofuratira (osiya kutenda), zvino zvirokwazvo Allah ndivo mupfumi (vasina chavanoda), vanofanirwa kurumbidzwa chete.

Changelog