Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hadid — Ayah 25

57:25
لَقَدۡ أَرۡسَلۡنَا رُسُلَنَا بِٱلۡبَيِّنَٰتِ وَأَنزَلۡنَا مَعَهُمُ ٱلۡكِتَٰبَ وَٱلۡمِيزَانَ لِيَقُومَ ٱلنَّاسُ بِٱلۡقِسۡطِۖ وَأَنزَلۡنَا ٱلۡحَدِيدَ فِيهِ بَأۡسٞ شَدِيدٞ وَمَنَٰفِعُ لِلنَّاسِ وَلِيَعۡلَمَ ٱللَّهُ مَن يَنصُرُهُۥ وَرُسُلَهُۥ بِٱلۡغَيۡبِۚ إِنَّ ٱللَّهَ قَوِيٌّ عَزِيزٞ ٢٥
Zvirokwazvo, takatuma vatumwa vedu nezviratidzo zviri pachena, uye tikadzikisa Bhuku navo nechikero kuti vanhu vayere zvakafanira. Uye takadzikisa simbi, mairi mune simba uye pundutso kuvanhu, kuitira kuti Allah vagoziva kuti ndiani achavabetsera (muchitendero chavo) nevatumwa vavo pane zvisingaoneki. Zvirokwazvo, Allah vane simba, uye ndivo mukuru.

Changelog