Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Mujadila — Ayah 2

58:2
ٱلَّذِينَ يُظَٰهِرُونَ مِنكُم مِّن نِّسَآئِهِم مَّا هُنَّ أُمَّهَٰتِهِمۡۖ إِنۡ أُمَّهَٰتُهُمۡ إِلَّا ٱلَّٰٓـِٔي وَلَدۡنَهُمۡۚ وَإِنَّهُمۡ لَيَقُولُونَ مُنكَرٗا مِّنَ ٱلۡقَوۡلِ وَزُورٗاۚ وَإِنَّ ٱللَّهَ لَعَفُوٌّ غَفُورٞ ٢
Avo mukati menyu vanozvirambidza vakadzi vavo kuburikidza neDhihaar (Kuti kwavari: “Wakafanana naamai vangu”), havangaiti vana mai vavo. Hapana vanokwanisa kuita vana mai vavo kunze kweavo vakavabereka. Uye zvirokwazvo vanotaura mashoko akaipa nemanyepo. Uye zvirokwazvo Allah vanokanganwira, uye vanoregerera.

Changelog