Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Mujadila — Ayah 3

58:3
وَٱلَّذِينَ يُظَٰهِرُونَ مِن نِّسَآئِهِمۡ ثُمَّ يَعُودُونَ لِمَا قَالُواْ فَتَحۡرِيرُ رَقَبَةٖ مِّن قَبۡلِ أَن يَتَمَآسَّاۚ ذَٰلِكُمۡ تُوعَظُونَ بِهِۦۚ وَٱللَّهُ بِمَا تَعۡمَلُونَ خَبِيرٞ ٣
Uye avo vanozvirambidza vakadzi vavo neDhihaar uye voda kuzvisunungura kubva kune zvavakataura vanofanirwa (panyaya yakadaro) kusunungura muranda vasati vabatana (kusangana pabonde). Ndiyo rairo kwamuri (kuti musave munozviita zwe). Uye Allah vanoziva zvamunoita zvose.

Changelog