Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Mujadila — Ayah 4

58:4
فَمَن لَّمۡ يَجِدۡ فَصِيَامُ شَهۡرَيۡنِ مُتَتَابِعَيۡنِ مِن قَبۡلِ أَن يَتَمَآسَّاۖ فَمَن لَّمۡ يَسۡتَطِعۡ فَإِطۡعَامُ سِتِّينَ مِسۡكِينٗاۚ ذَٰلِكَ لِتُؤۡمِنُواْ بِٱللَّهِ وَرَسُولِهِۦۚ وَتِلۡكَ حُدُودُ ٱللَّهِۗ وَلِلۡكَٰفِرِينَ عَذَابٌ أَلِيمٌ ٤
Asi uyo asingakwanisi kuwana (Mari yekusunungura muranda) anofanirwa kutsanya mwedzi miviri yakatevedzana vasati vasangana (pabonde). Asi kana asingakwanisi (kutsanya), anofanirwa kupa chikafu kuvanhu makumi matanhatu vanotambura. Ndiko kuti muve nekutenda kwakakwana kuna Allah nemutumwa wavo. Uye iyi ndiyo mirairo yakatarwa naAllah. Uye vasingatendi, vachawana mutongo unorwadza.

Changelog