Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Mujadila — Ayah 6

58:6
يَوۡمَ يَبۡعَثُهُمُ ٱللَّهُ جَمِيعٗا فَيُنَبِّئُهُم بِمَا عَمِلُوٓاْۚ أَحۡصَىٰهُ ٱللَّهُ وَنَسُوهُۚ وَٱللَّهُ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ شَهِيدٌ ٦
Pazuva iro Allah vachavamutsa vese pamwechete nekuvaudza zvavakaita. Allah vakazvichengeta apo ivo vakazvikanganwa. Uye Allah mupupuri pamusoro pezvinhu zvose.

Changelog