Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Mujadila — Ayah 7

58:7
أَلَمۡ تَرَ أَنَّ ٱللَّهَ يَعۡلَمُ مَا فِي ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَمَا فِي ٱلۡأَرۡضِۖ مَا يَكُونُ مِن نَّجۡوَىٰ ثَلَٰثَةٍ إِلَّا هُوَ رَابِعُهُمۡ وَلَا خَمۡسَةٍ إِلَّا هُوَ سَادِسُهُمۡ وَلَآ أَدۡنَىٰ مِن ذَٰلِكَ وَلَآ أَكۡثَرَ إِلَّا هُوَ مَعَهُمۡ أَيۡنَ مَا كَانُواْۖ ثُمَّ يُنَبِّئُهُم بِمَا عَمِلُواْ يَوۡمَ ٱلۡقِيَٰمَةِۚ إِنَّ ٱللَّهَ بِكُلِّ شَيۡءٍ عَلِيمٌ ٧
Hauna kuona here kuti Allah vanoziva zvose zviri kumatenga nepanyika? Hapana zvinotaurwa muchivande nevatatu asi kuti ivo (Allah) ndevechina (neruzivo rwavo asi ivo vari pamusoro pematenga), kana kuti vashanu asi kuti ivo (Allah) ndevechitanhatu (neruzivo rwavo), kana kuti vashoma pane izvozvo kana vakawanda asi kuti (Allah) vanova pose pavanenge vari. Uyezve (Allah) vachavazivisa zvavaiita pazuva rekutongwa. Zvirokwazvo Allah ndivo vanoziva zvinhu zvose.

Changelog