Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hashr — Ayah 6

59:6
وَمَآ أَفَآءَ ٱللَّهُ عَلَىٰ رَسُولِهِۦ مِنۡهُمۡ فَمَآ أَوۡجَفۡتُمۡ عَلَيۡهِ مِنۡ خَيۡلٖ وَلَا رِكَابٖ وَلَٰكِنَّ ٱللَّهَ يُسَلِّطُ رُسُلَهُۥ عَلَىٰ مَن يَشَآءُۚ وَٱللَّهُ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ قَدِيرٞ ٦
Uye zvakapiwa naAllah semhimbiri kune mutumwa wavo (Muhammad (SAW)) kubva kwavari, musina kuzvirwira kana nehachi kana pangamera. Asi Allah vanopa simba kuvatumwa vavo pamusoro peuyo wavanoda. Uye Allah vanokwanisa kuita zvinhu zvose.

Changelog