Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hashr — Ayah 9

59:9
وَٱلَّذِينَ تَبَوَّءُو ٱلدَّارَ وَٱلۡإِيمَٰنَ مِن قَبۡلِهِمۡ يُحِبُّونَ مَنۡ هَاجَرَ إِلَيۡهِمۡ وَلَا يَجِدُونَ فِي صُدُورِهِمۡ حَاجَةٗ مِّمَّآ أُوتُواْ وَيُؤۡثِرُونَ عَلَىٰٓ أَنفُسِهِمۡ وَلَوۡ كَانَ بِهِمۡ خَصَاصَةٞۚ وَمَن يُوقَ شُحَّ نَفۡسِهِۦ فَأُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلۡمُفۡلِحُونَ ٩
Uye avo mushure mavo vakange vaine dzimba (kuMadinah) uye vakatenda, vanoda avo vakatama vachiuya kwavari, uye havana godo mumoyo yavo pane izvo zvavakapiwa (kubva muhupfumi wemhuri yaNadheer), uye vanovapa (vatami) sarudzo pamusoro pavo kunyangwe zvazvo ivo vaizvida. Uye uyo anobetserwa kubva mukuomera kwemoyo wake, vanhu vakadaro ndivo vachabudirira.

Changelog