Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Hashr — Ayah 8

59:8
لِلۡفُقَرَآءِ ٱلۡمُهَٰجِرِينَ ٱلَّذِينَ أُخۡرِجُواْ مِن دِيَٰرِهِمۡ وَأَمۡوَٰلِهِمۡ يَبۡتَغُونَ فَضۡلٗا مِّنَ ٱللَّهِ وَرِضۡوَٰنٗا وَيَنصُرُونَ ٱللَّهَ وَرَسُولَهُۥٓۚ أُوْلَٰٓئِكَ هُمُ ٱلصَّٰدِقُونَ ٨
(Pane mugove zvakare) kune vatami vanotambura, avo vakaburitswa mudzimba dzavo nehupfumi hwavo, vachitsvaga makomborero kubva kuna Allah uye mufaro wavo, uye kubetsera Allah (chitendero chavo) nemutumwa wavo (Muhammad (SAW)). Vanhu vakadaro ndivo vari pachokwadi (mune zvavanotaura).

Changelog