Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Munafiqun — Ayah 10

63:10
وَأَنفِقُواْ مِن مَّا رَزَقۡنَٰكُم مِّن قَبۡلِ أَن يَأۡتِيَ أَحَدَكُمُ ٱلۡمَوۡتُ فَيَقُولَ رَبِّ لَوۡلَآ أَخَّرۡتَنِيٓ إِلَىٰٓ أَجَلٖ قَرِيبٖ فَأَصَّدَّقَ وَأَكُن مِّنَ ٱلصَّٰلِحِينَ ١٠
Uye shandisai (kupa zvipo) kubva mune izvo zvatakakupai rufu rwusati rwasvikira umwe wenyu, kuti azoti: “Tenzi wangu! Dai mandipa mukana, kwekanguva kadiki, kuti ndipe Swadaqah (chipo) uye ndive uyo weavo vanoita zvakanaka (Hajj nemamwe mabasa akanaka).

Changelog