Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah Al-Munafiqun — Ayah 11

63:11
وَلَن يُؤَخِّرَ ٱللَّهُ نَفۡسًا إِذَا جَآءَ أَجَلُهَاۚ وَٱللَّهُ خَبِيرُۢ بِمَا تَعۡمَلُونَ ١١
Uye Allah havambopi mukana wekanguva kune munhu kana nguva yake (yekufa) yakwana. Uye Allah vanoziva zvose zvamunoita.

Changelog