Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah At-Talaq — Ayah 1

65:1
يَٰٓأَيُّهَا ٱلنَّبِيُّ إِذَا طَلَّقۡتُمُ ٱلنِّسَآءَ فَطَلِّقُوهُنَّ لِعِدَّتِهِنَّ وَأَحۡصُواْ ٱلۡعِدَّةَۖ وَٱتَّقُواْ ٱللَّهَ رَبَّكُمۡۖ لَا تُخۡرِجُوهُنَّ مِنۢ بُيُوتِهِنَّ وَلَا يَخۡرُجۡنَ إِلَّآ أَن يَأۡتِينَ بِفَٰحِشَةٖ مُّبَيِّنَةٖۚ وَتِلۡكَ حُدُودُ ٱللَّهِۚ وَمَن يَتَعَدَّ حُدُودَ ٱللَّهِ فَقَدۡ ظَلَمَ نَفۡسَهُۥۚ لَا تَدۡرِي لَعَلَّ ٱللَّهَ يُحۡدِثُ بَعۡدَ ذَٰلِكَ أَمۡرٗا ١
Iwe Muporofita (Muhammad (SAW))! Kana uchiramba vakadzi, varambe nenguva yavo yakatarwa (Iddah), uye verenga nguva (Iddah) yavo zvakanaka. Uye ityai Allah, Tenzi wenyu. Uye imi musavaburitsa mudzimba dzavo kana ivo kubuda pachavo, kusara kwekuti vaita chitadzo chiri pachena (hupombwe). Uye iyi ndiyo mirairo yaAllah. Uye uyo anotsaudzira mirairo yaAllah, zvirokwazvo anenge azvitadzira pachake. Hauzivi (iwe murambi wemukadzi wake) kuti pamwe Allah vanogona kuunza chiitiko chitsva mushure mezvo (kukudzorera mukadzi kana kwange kuri kurambana kwekutanga kana kwechipiri).

Changelog