Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah At-Talaq — Ayah 2

65:2
فَإِذَا بَلَغۡنَ أَجَلَهُنَّ فَأَمۡسِكُوهُنَّ بِمَعۡرُوفٍ أَوۡ فَارِقُوهُنَّ بِمَعۡرُوفٖ وَأَشۡهِدُواْ ذَوَيۡ عَدۡلٖ مِّنكُمۡ وَأَقِيمُواْ ٱلشَّهَٰدَةَ لِلَّهِۚ ذَٰلِكُمۡ يُوعَظُ بِهِۦ مَن كَانَ يُؤۡمِنُ بِٱللَّهِ وَٱلۡيَوۡمِ ٱلۡأٓخِرِۚ وَمَن يَتَّقِ ٱللَّهَ يَجۡعَل لَّهُۥ مَخۡرَجٗا ٢
Saka kana vapedza nguva yavo yakatarwa, vatorei mune zvakanaka, kana kuti mosiyana mune zvakanaka. Uye torai vapupuri vaviri vakanaka mukati menyu (maMuslim). Uye ivai munopika naAllah. Iyi ndiyo rairo kune uyo anotenda naAllah uye muzuva rekupedzisira. Uye uyo anotya Allah, vachamugadzirira nzira yekubuda nayo (mumatambudziko).

Changelog