Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah At-Talaq — Ayah 3

65:3
وَيَرۡزُقۡهُ مِنۡ حَيۡثُ لَا يَحۡتَسِبُۚ وَمَن يَتَوَكَّلۡ عَلَى ٱللَّهِ فَهُوَ حَسۡبُهُۥٓۚ إِنَّ ٱللَّهَ بَٰلِغُ أَمۡرِهِۦۚ قَدۡ جَعَلَ ٱللَّهُ لِكُلِّ شَيۡءٖ قَدۡرٗا ٣
Uye vachamupa raramo kubva kune zvaakanga asingafungiri. Uye uyo anovimba naAllah, zvino vanomuitira zvaanoda. Zvirokwazvo, Allah vachadzadzikisa chinangwa chavo. Zvirokwazvo Allah vakatara raramo pazvinhu zvose.

Changelog