Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah At-Talaq — Ayah 4

65:4
وَٱلَّٰٓـِٔي يَئِسۡنَ مِنَ ٱلۡمَحِيضِ مِن نِّسَآئِكُمۡ إِنِ ٱرۡتَبۡتُمۡ فَعِدَّتُهُنَّ ثَلَٰثَةُ أَشۡهُرٖ وَٱلَّٰٓـِٔي لَمۡ يَحِضۡنَۚ وَأُوْلَٰتُ ٱلۡأَحۡمَالِ أَجَلُهُنَّ أَن يَضَعۡنَ حَمۡلَهُنَّۚ وَمَن يَتَّقِ ٱللَّهَ يَجۡعَل لَّهُۥ مِنۡ أَمۡرِهِۦ يُسۡرٗا ٤
Uye avo vevakadzi venyu vasingachatsiki mwedzi, Iddah (Nguva yakatarwa) yavo kana musingagutsikani, imwedzi mitatu; uye avo vasingaendi kumwedzi (kutsika, nekuti vadiki, nguva yavo imwedzi mitatu, kunze keavo vakafirwa – Qur’aan 2: 234). Uye avo vakazvitakura (varambwa kana kuti vafirwa nevarume), nguva yavo kusvikira vabetserwa; uye uyo anotya Allah achiita mabasa avo, vachaita kuti hupenyu hwake huve nyore.

Changelog