Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah At-Talaq — Ayah 11

65:11
رَّسُولٗا يَتۡلُواْ عَلَيۡكُمۡ ءَايَٰتِ ٱللَّهِ مُبَيِّنَٰتٖ لِّيُخۡرِجَ ٱلَّذِينَ ءَامَنُواْ وَعَمِلُواْ ٱلصَّٰلِحَٰتِ مِنَ ٱلظُّلُمَٰتِ إِلَى ٱلنُّورِۚ وَمَن يُؤۡمِنۢ بِٱللَّهِ وَيَعۡمَلۡ صَٰلِحٗا يُدۡخِلۡهُ جَنَّٰتٖ تَجۡرِي مِن تَحۡتِهَا ٱلۡأَنۡهَٰرُ خَٰلِدِينَ فِيهَآ أَبَدٗاۖ قَدۡ أَحۡسَنَ ٱللَّهُ لَهُۥ رِزۡقًا ١١
(Vakatuma zvakare) mutumwa (Muhammad (SAW)) anokuverengerai zviratidzo zvaAllah (Qur’aan) zviri pachena, kuitira kuti vagoburitsa avo vanotenda neavo vanoita mabasa akanaka kubva murima (kusatenda) kuenda kune chiedza (Islaam). Uye uyo anotenda muna Allah uye achiita zvakanaka, (Allah) vachamupinza mubindu (Paradhiso) iro rine nzizi dzinoerera pasi paro kuti agogara imomo zvachose. Zvirokwazvo Allah vachamupa raramo yakanaka.

Changelog