Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah At-Talaq — Ayah 12

65:12
ٱللَّهُ ٱلَّذِي خَلَقَ سَبۡعَ سَمَٰوَٰتٖ وَمِنَ ٱلۡأَرۡضِ مِثۡلَهُنَّۖ يَتَنَزَّلُ ٱلۡأَمۡرُ بَيۡنَهُنَّ لِتَعۡلَمُوٓاْ أَنَّ ٱللَّهَ عَلَىٰ كُلِّ شَيۡءٖ قَدِيرٞ وَأَنَّ ٱللَّهَ قَدۡ أَحَاطَ بِكُلِّ شَيۡءٍ عِلۡمَۢا ١٢
NdiAllah vakasika matenga manomwe uye nenyika yakafanana nawo (nomwe). Mutemo wavo unodzika pakati pavo (matenga nenyika), kuitira kuti muzive kuti Allah vane simba pamusoro pezvinhu zvose, uye zvirokwazvo kuti Allah vakakomberedza zvinhu zvose neruzivo rwavo.

Changelog