Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Naba — Ayah 37

78:37
رَّبِّ ٱلسَّمَٰوَٰتِ وَٱلۡأَرۡضِ وَمَا بَيۡنَهُمَا ٱلرَّحۡمَٰنِۖ لَا يَمۡلِكُونَ مِنۡهُ خِطَابٗا ٣٧
Kubva kuna Tenzi vematenga nepasi rino uye zvose zviri mukati mavo, vane ngoni zhinji, avo vasingakwanise kutaura navo (kunze kwekuti vavapa mvumo).

Changelog