Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute

Ayah by Ayah

Tags

Download Links

Shona Translation — Dar Al-Ilm Institute translation for Surah An-Naba — Ayah 38

78:38
يَوۡمَ يَقُومُ ٱلرُّوحُ وَٱلۡمَلَٰٓئِكَةُ صَفّٗاۖ لَّا يَتَكَلَّمُونَ إِلَّا مَنۡ أَذِنَ لَهُ ٱلرَّحۡمَٰنُ وَقَالَ صَوَابٗا ٣٨
Pazuva iro Ar-Rooh (Gabriel kana imwe ngirozi) nengirozi dzichange dzakamira mumitsara, hapana achataura kana nani kusara kweuyo Allah vavanopa mvumo, uye achitaura zvinhu zvakanaka.

Changelog